_Deuteronomy 28:13 —
The
Lord
will
make
you
the
head,
not
the
tail.
You
shall
be
above
only,
and
not
be
beneath._
Amir!
Amir!
Uri
Wepamusoro!
Amir,
your
name
is
high,
treetop,
prince
Last
born
but
not
the
least,
you
are
the
top!
Benjamin
was
the
last
born,
but
his
tribe
produced
a
King
Amir,
from
you
will
come
kings!
Amir,
Amir,
Uri
Wepamusoro!
You
are
at
the
top,
you
will
never
be
below
Head
and
not
the
tail,
above
and
not
beneath
Amir,
God
lifted
you,
Uri
Wepamusoro!
Musoro
chete!
Top
only!
They
may
be
older,
but
you
will
go
higher
They
may
start
first,
but
you
will
finish
stronger
Like
David
the
last
born,
became
the
greatest
king
Amir,
your
small
beginning
is
a
sign
of
a
great
ending!
I
bless
you
Amir!
I
bless
you
Keren —
Shine!
I
bless
you
Atarah —
Reign!
I
bless
you
Jedidiah —
You
are
Loved!
And
you
Amir —
RISE
TO
THE
TOP!
Uri
Wepamusoro!
Keren!
Atarah!
Jedidiah!
AMIR!
My 4
seeds!
My
royal
priesthood!
Jehovah
Sabaoth
keep
you!
Amir,
Amir,
uri
wepamusoro
Amir,
Amir,
uri
pamusoro
Uri
musoro,
kwete
muswe
Uri
wepamusoro,
kwete
wepasi
Musoro
chete,
top
only
Amir,
Mwari
vakusimudza
Benjamin
aive
wekupedzisira
Asi
rudzi
rwake
rwakabereka
mambo
Saizvozvowo
iwe,
mwana
wamambo
Kubva
kwauri
kuchabuda
hutongi
Vanhu
vachati
ndiani
uyu
Vachati
simba
iri
rinobvepi
Iwe
urikwira,
hapana
kumira
Nyasha
dziri
pamusoro
pako
Amir,
Amir,
uri
wepamusoro
Amir,
Amir,
uri
pamusoro
Uri
musoro,
kwete
muswe
Uri
wepamusoro,
kwete
wepasi
Musoro
chete,
top
only
Amir,
Mwari
vakusimudza
Kunyange
vachikuona
sewekupedzisira
Mwari
vakunhonga
muguruva
Kunyange
vachikuona
sewekupedzisira
Mwari
vakupfekedza
korona
Enda
mberi,
usatarise
kumashure
Enda
mberi,
nyenyeredzi
inopenya