Frobits
🎵 A song made on Frobits

Nyasha Dzenyu

0:000:00
Download
Make your own song
Continues securely on the web
Lyrics

[male

vocals] (

INTRO) (

Bright,

clear

Marimba

melody

starts

with

a

steady

Afrobeat-reggae

bounce)

Ndinokutendai

Mwari

nechengetedzo

yenyu

parwendo

rwangu.

Mwari

wangu...

Ndinotenda. (

VERSE 1)

Ndaisaziva

kuti

ndichaita

sei,

Asi

imi

makaratidza

nyika

nevarwisi

vangu,

Kuti

muri

Jehovah

muumbi

wangu.

Dzendo

dzangu

dzaisava

nyore

kubva

pakutanga,

Kuti

apa

stress

yemari,

Woti

apa

kwekuiwana

kwacho

hakuna,

Imi

mobva

maratidza

nyasha

dzenyu! (

CHORUS)

Aiwa,

aiwa,

aiwa,

kwete!

Hatirarame

nekuchenjera,

Asi

inyasha

dzenyu

Musiki

wangu,

ndinotenda.

Mwari,

vavengi

vakandirinda,

Imi

motaura,

kutaura

usinganzwisisiki,

V

More songs by Great Listen to songs created by others
FROBITS