Frobits
🎵 A song made on Frobits

Kukunda kwaThompson (Remix)

0:000:00
Download
Make your own song
Lyrics

[male vocals] Mwari

wangu,

ndiri

pamberi

penyu

Ndinochema

nemoyo

wese

Tarirai

vana

venyu,

tarirai

nhanho

dzangu

Ndinimwanawenyu,

mwari

wangu

ndinomira

Kandaiwo

fevha,

ndinzwe

ndichikwanisa

kufamba

Mwari

wangu

varikumba

vari

kumba

vakatarisira

inini

Ndokuti

varare

vadya,

nekuti

ndivo

mhuri

yangu

Ininiwo

ndakatarisira

imimi

mudenga

Ndikakudapa

kushinga

kwangu

ndikokuti

vafare

Uye

vadyewo,

ndinoda

kuona

vachinyemwerera

Mwari

mukakomborera

chete,

tsoro

dzangu

ndahwina

Ndimi

mwari

wangu,

ndimi

mupenyu

Ndimi

munopa

simba

rekuti

ndirambe

ndichimuka

Handidi

vana

vagoziva

zvichinge

zvaita

Ndinongozoonekwa

ndasvikakumba

ndakaguguchira

Zvinovapa

mufaro

nekuguta

ndichivakwidza

Kana

mukandikomborera

zvamunenge

mandipa

Itaiwo

ndisazoparadza,

ndichengete

pfuma

iyi

Tarisai

nzira

dzirikurema,

madhiri

arikukuvhara

Musoro

wototenderera,

handichatozivi

kwekuenda

Mwari

wangu

pamwe

muri

kunditonga

Zvitema

zvavakaenda

kare

mwari,

musandirangarira

Kana

imimi

mukasandivhurira

mukova,

ndiani

angavhure?

Ndimi

mwari

wangu,

ndimi

mupenyu

Ndimi

munopa

simba

rekuti

ndirambe

ndichimuka

Handidi

vana

vagoziva

zvichinge

zvaita

Ndinongozoonekwa

ndasvikakumba

ndakaguguchira

Ndimi

mwari

wangu,

ndimi

mupenyu

Ndimi

munopa

simba

rekuti

ndirambe

ndichimuka

Simba

rangu

riri

kwamuri,

tariro

yangu

iri

kwamuri

Musandisiye,

musandikanganwe

Ndimi

mwari

wangu,

ndimi

mupenyu

Ndimi

munopa

simba

rekuti

ndirambe

ndichimuka

Handidi

vana

vagoziva

zvichinge

zvaita

Ndinongozoonekwa

ndasvikakumba

ndakaguguchira

Mwari

wangu,

ndatenda

Ndatenda

nerudo

rwenyu,

ndatenda

nekunditungamirira

Thompson

music 2026

production,

tinoramba

tichikwira

Ndinotenda

mwari

wangu,

ndinotenda (

Fade

out)

More songs by Great Listen to songs created by others
FROBITS